Kufona kwewebhu kwakachengeteka zvakananga
Usati watanga, ndapota iva nechokwadi:
- kuti uri kushandisa bhurawuza rewebhu (senge Google Chrome kana Firefox) rinotsigira WebRTC (Web Real-Time Communication), iyo inzira yekutaurirana kuburikidza nebhurawuza yekuita mafoni. Harishande neAdobe Flash.
- kuti wabvumira bhurawuza rako kuwana maikorofoni yako. Uchazokumbirwa kusimbisa izvi usati watanga kufona.
- kuti hapana munhu ari kukuona
- kuti hauna kupinda muplatform yedu uchishandisa kombiyuta yemubasa kana network yemukati mekambani
- kuti usambotaura chero ruzivo rwunogona kukutungamirira pakuzivikanwa.
Mafoni ese anenge asina zita (anonymous) nepakutanga.
Kana bhatani rikasaonekwa pazasi, ndapota rodha zvakare peji iri kana kugonesa ma script ewebhu.